Zimbo Trucker

Zimbo Trucker Zimbabwean Truck Driver making a living driving trucks in USA. Dreams come true ��
(5)

Baba ngavave neFathers Day yakanaka, chero usipo. Bata Captain Million vapedze basaTitende
06/16/2026

Baba ngavave neFathers Day yakanaka, chero usipo. Bata Captain Million vapedze basa

Titende

Vacheki 1 V 1Zvino Jonasi Gomora akati asvika panzvimbo, aive akapfeka jersey reFrance rakanyorwa kuti “Dzinochekwa baba...
06/16/2026

Vacheki 1 V 1

Zvino Jonasi Gomora akati asvika panzvimbo, aive akapfeka jersey reFrance rakanyorwa kuti “Dzinochekwa baba” kumusana, varume vaivepo vakaratidza kushungurudzika

Ndoo paperera shoko redu ranhasi

06/16/2026

Vafambi vemadeko 😎

06/14/2026

Open trailer doors
Back into dock door 16
Slide tandems to the rear
Chock your trailer tyres
Drop landing gear and detach from trailer
Take paperwork to shipping office

Vakadzi vedu vatakasiya kumusha, potaiwo muchimbotitumirawo zvimaView once. Kana kufona muchigeza, trust me it keeps the...
06/14/2026

Vakadzi vedu vatakasiya kumusha, potaiwo muchimbotitumirawo zvimaView once. Kana kufona muchigeza, trust me it keeps the marriage alive




06/13/2026

Maskiri Music ecocash has been hacked. Kindly disregard all messages asking for money

06/13/2026

Charamba basa chikondo pakati povusiku 🤷🏾‍♂️

06/12/2026

Ma1 atanga! Mahlozi epaJoza atsamwa. Check comments……

06/11/2026

Mexico🇲🇽 win over zero point five. No BTS! Correct score 2-0

IYKYK

06/11/2026

Please hide ID ndapota

Makadii vaChisoro, ndingadai ndasender iri audio manje ndozonzwikwa voice. Baba vekwangu vakauya ikoko 2022 and ndookwavarikugara. Ini ndakanzi sara nevana timbopedza kuvaka.

Vana sahwira wavo wavanotemba chaizvo vanoti takaseenza tese kuSA uye arimowo muProgramme dzekuuya ikoko saka hanzi mangwana tinozobatsirana. Dambudziko ravepo nderekuti babamukuru ava vava kundirara almost 3 times a week. Chandinorarirwa ndechekuti ndikati kumurume parikuda chakati anotanga aita confirm kunaBabamukuru vaya zvese nemaPrice. Ivo votumirwa mari vozouya vondigamuchidza.

Ini ndakatomboita mwedzi muviri chaiyo grocery richiita zvekunotengwa naBabamukuru vaya vachiuya naro zvichinzi ndatumwa, ndiwo mazuva andairamba kurarwa iwawo. Ndakazoona kuti ndaakufa nenzara apawo ivo baba vekwangu kuuya kuno vanouya 30 days pagore asi akauya unorarwa kasingakwane ka 5, anenge achingotenderera naivo mkoma wake iyeye.

Ndoitawo sei? Uyu murume uyu aakutoita zvekutenge ndiri mukadzi wake apa iye akarambana newake 2018. Ndanzwa nekuvatiwa veduwe! Murume wangu nyaya yakadai chero kumuudza anondichinjira ikaita yangu.

Address

El Paso, TX

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Zimbo Trucker posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share